KwaunobvaDuramazwiPpopopo

Duramazwi

popopo

Zvinoreva

Kana munhu akati popopo anenge akapfeka mbatya dzakanaka dzakamudema.

1

Kana munhu akati popopo anenge akapfeka mbatya dzakanaka dzakamudema.

Kana munhu akati popopo anenge akapfeka mbatya dzakanaka dzakamudema.

Mapopopo ndepanodonha mvura kubva pakakwirira ichiinda pakadzikira.

Uku kurovana kunoita mvura yepamapopopo.

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

popota

Kana uchipopota unenge uchitaura nezwi riri pamusoro, uchiburitsa mashoko okushatirwa, pamusana pokuti watadzirwa.

Verenga

Swipe for the next word