Duramazwi
popotedzana
quarrel
Duramazwi
quarrel
Kana vanhu vachipopotedzana vanenge vachitaura nemazwi ari pamusoro vachishandisirana mashoko anoratidza kuti vari kupokana pane chimwe chinhu.
Kana vanhu vachipopotedzana vanenge vachitaura nemazwi ari pamusoro vachishandisirana mashoko anoratidza kuti vari kupokana pane chimwe chinhu.
Takawira: Zvakanakai chiregai kuramba mongopopotedzana.
Bope ruzha runoitika vanhu vachipopotedzana vachida kurwa kana kuti vachitorwisana.
Uku kupopotedzana kwevanhu vakawanda vachitukana nemazwi ari pamusoro.
-tukana · -ereketedzana · -popoterana
Duramazwi
01 / 03popotera
Kupopotera munhu kumutaurira mazwi anomurwadza pamwoyo nezwi rinoratidza ukasha.
VerengaSwipe for the next word