KwaunobvaDuramazwiPpopoma

Duramazwi

popoma

Zvinoreva

Kupopoma kuita ruzha kunoitwa nemvura inenge ichidonha kubva pakakwirira ichirovera pasi.

1

Kupopoma kuita ruzha kunoitwa nemvura inenge ichidonha kubva pakakwirira ichirovera pasi.

Mapopoma eVictoria anoyevedza vashanyi vanobva kunyika dzakasiyana.

Kupopoma kuita ruzha kunoitwa nemvura inenge ichidonha kubva pakakwirira ichirovera pasi.

Mangondo inzvimbo inowanika murwizi, ine matombo, panopopoma mvura.

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

popopo

Kana munhu akati popopo anenge akapfeka mbatya dzakanaka dzakamudema.

Verenga

Swipe for the next word