KwaunobvaDuramazwiTtuka

Duramazwi

tuka

insult · scold · curse

Zvinoreva

Kana uchituka unenge wakatsamwa kazhinji kacho, uchitaurira mumwe mashoko anorwadza okumushora nokumunyomba.

1

Kana uchituka unenge wakatsamwa kazhinji kacho, uchitaurira mumwe mashoko anorwadza okumushora nokumunyomba.

Tadiwa akazosvika akwatuka kwatuka face yose iyi zvekuti madoctors vaishaya pekutangira.

Kutseura kutuka munhu anenge akanganisa chimwe chinhu kuti asazozvita zvakare.

Iri izwi rinoshandiswa kutuka munhu anenge akugumbura, kazhinji ari munhu waunenge usingaremekedzi.

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

tukana

Kana vanhu vakatukana vanenge vakandidzana mashoko okurwadzisana nokusvorana.

Verenga

Swipe for the next word