KwaunobvaDuramazwiTtuku

Duramazwi · zita

tuku

-diki

Zvinoreva

Tuku isango rine miti midiki yoga yoga.

Kuti tuku kuzara kunoita mbesa dzinenge dzadirwa pamwe panhu.

1

Tuku isango rine miti midiki yoga yoga.

Akaisa rukweza mutswanda ichibva yati tuku kuzara.

Mbavha yakati tuku tuku nomumasanzu eparuzhowa.

Kana zvinhu zvakati tuku tuku zvinenge zvakawanda uye zviri panzvimbo imwe chete.

2

Tuku igadheni raisimborimwa tsenza kare.

3

Kuti tuku kuzara kunoita mbesa dzinenge dzadirwa pamwe panhu.

Akaisa rukweza mutswanda ichibva yati tuku kuzara.

Mbavha yakati tuku tuku nomumasanzu eparuzhowa.

Kana zvinhu zvakati tuku tuku zvinenge zvakawanda uye zviri panzvimbo imwe chete.

4

Akaisa rukweza mutswanda ichibva yati tuku kuzara.

Kana zvinhu zvakati tuku tuku zvinenge zvakawanda uye zviri panzvimbo imwe chete.

Kuti tuku tuku kuita zvitutu zvitutu zvevhu kana zvimwewo zvingaunganidzwa.

Zvine chekuita

-diki

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

tuku tuku

Kana zvinhu zvakati tuku tuku zvinenge zvakawanda uye zviri panzvimbo imwe chete.

Verenga

Swipe for the next word