Duramazwi
Zvinoreva
Kutukirira kuudza mumwe mashoko akaipisisa anorwadza.
1
Kutukirira kuudza mumwe mashoko akaipisisa anorwadza.
Kunhonga munhu kumutukirira zvakanyanyisa zvokuti anoshaya zvokuita nokunyara.
Kunonota kutukirira munhu namashoko anoshatirisa kana kunyadzisa.
Chiroora maitire nemutauro unoshandiswa nevaroora vachitukirira mukutamba nevavanonemerana navo.
Mamwe mazwi ane T
TDuramazwi
01 / 03tuku
Tuku isango rine miti midiki yoga yoga.
VerengaSwipe for the next word