Duramazwi
Zvinoreva
Kana chinhu chakaita segonye chichitukudza chinenge chichibuda zvishoma zvishoma kubva muvhu kana pamwewo pakavandika.
1

Kana musikana achinzi atukudza anenge ava nemazamo.

2

Mamwe mazwi ane T
TDuramazwi
01 / 03tukuma
Kutukuma kuzvimba kunoita nhengo yomuviri.
VerengaSwipe for the next word