KwaunobvaDuramazwiTtukumba

Duramazwi

tukumba

Zvinoreva

Kutukumba kuchera pasi.

1

Kutukumba kuchera pasi.

Nguruve yaitukumba pasi nomuromo ichitsvaka makonye nehwena.

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

tukunu

Kana chinhu chikati tukunu chinenge chakaruka chabuda pachena.

Verenga

Swipe for the next word