Kwaunobva/Duramazwi/T/timbura
Duramazwi
Kutimba.
Timbura imbudzi hadzi isati yabereka.
timbwa
Timbwa chuma chemuhuro chakagadzirwa nemhodzi, tsanga kana zvimwewo.
timbwi
Kuti timbwi kunyika gumbo mumvura.
timhaira
Kutimhaira kufamba kunoitwa nemunhu asina chinangwa.
Swipe for the next word