KwaunobvaDuramazwiTtimbinura

Duramazwi

timbinura

Zvinoreva

Kutimbinura chinhu kuchichera nokuchibudisa muvhu.

1

*Tiri kuda kutimbinura midzi yose iyi patinoda kurima*.

Kutimbinura chinhu kuchichera nokuchibudisa muvhu.

Kutimbinura kubvanyangura zvakavakwa munhu achishandisa zvakaita sebhidha kana piki. Takashandisa piki kutimbinura uriri hweimba yatakavaka.

2

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

timbo

Kuva netimbo kuve nemoyo wakaipa zvikuru.

Verenga

Swipe for the next word