Duramazwi
Zvinoreva
[-vhukunura, -fukunyura] 1 Kana munhu akavhukunyura chinhu anenge achibvisa pachinenge chakafutsirwa nevhu kana chimwewo chinhu.
1
[-vhukunura, -fukunyura] 1 Kana munhu akavhukunyura chinhu anenge achibvisa pachinenge chakafutsirwa nevhu kana chimwewo chinhu.
Vakavhukunura mapfupa ake paakanga akavigwa nokuti vaida kundomuviga kumusha kwake.
2
2 Kana ukavhukunyura nyaya yakavandika unenge waibudisa pachena.
Mamwe mazwi ane V
VDuramazwi
01 / 03vhukutika
Kuvhukutika kupwanyika kunoita chinhu chakaita sehari yoita tumabanzu mabanzu.
VerengaSwipe for the next word