Duramazwi03 / 03vhukunyura[-vhukunura, -fukunyura] 1 Kana munhu akavhukunyura chinhu anenge achibvisa pachinenge chakafutsirwa nevhu kana chimwewo chinhu.Verenga→