KwaunobvaDuramazwiVvhukunura

Duramazwi

vhukunura

Zvinoreva

Kana uchivhukunura chinhu unenge uchichiteta kubva muvhu.

1

Kana uchivhukunura chinhu unenge uchichiteta kubva muvhu.

Vakavhukunura mapfupa ake paakanga akavigwa nokuti vaida kundomuviga kumusha kwake.

Kana mapurisa achivhukunura nyaya vanenge vachiiferefeta kusvika yabuda pachena.

Kuti bidinu kuvhukunura chinhu chinorema kubva muvhu kana mumwewo machinenge chiri.

2

Kana mapurisa achivhukunura nyaya vanenge vachiiferefeta kusvika yabuda pachena.

Mamwe mazwi ane V

V

Duramazwi

01 / 03

vhukunyura

[-vhukunura, -fukunyura] 1 Kana munhu akavhukunyura chinhu anenge achibvisa pachinenge chakafutsirwa nevhu kana chimwewo chinhu.

Verenga

Swipe for the next word