KwaunobvaDuramazwiFfukunura

Duramazwi

fukunura

-tukunura-fandanura

Zvinoreva

Kufukunura kuchera uchibudisa chinhu changa chiri muvhu rakapfava.

1

Kufukunura kuchera uchibudisa chinhu changa chiri muvhu rakapfava.

Kubidinura kufukunura chinhu chihombe kana kuburitsa pachena chinhu changa chakavanzika.

Kana gonye kana chimwewo chinhu chikatukutira chinenge chafukunura ivhu chichipinda pasi.

Kufukunura kuchera uchibudisa chinhu changa chiri muvhu rakapfava.

Zvakafanana

-tukunura · -fandanura

Mamwe mazwi ane F

F

Duramazwi

01 / 03

fukunya

Kufukunya kugutsurira musoro kunoita munhu ane-nge ava kutsumwaira.

Verenga

Swipe for the next word