KwaunobvaDuramazwiFfandanura

Duramazwi

fandanura

-sunungurafumura-fukunura

Zvinoreva

Kubudisa pachena zvinhu zvakawanda.

1

Kubudisa pachena zvinhu zvakawanda.

Kufandanura kuvhukunura zvinhu zvanga zviri pasi pasi, zvichizobuda kunze zvakawanda.

Kufandanura kuburitsa chokwadi chiri maererano nezvanga zvakambovanzika.

Kufandanura kubvisa kana kutsudunura panga pakasungwa.

2

Kufandanura kubvisa kana kutsudunura panga pakasungwa.

3

Kufandanura kuburitsa chokwadi chiri maererano nezvanga zvakambovanzika.

4

Kufandanura kuvhukunura zvinhu zvanga zviri pasi pasi, zvichizobuda kunze zvakawanda.

Zvakafanana

-sunungura · fumura · -fukunura

Mamwe mazwi ane F

F

Duramazwi

01 / 03

fandu

Kuzaruka kwezvinhu zvichibuda.

Verenga

Swipe for the next word