Duramazwi
Zvinoreva
Kana chinhu chichifandanuka chinenge chichivhurika, kana kubuda choga kubva pachinenge chakadzvanyirirwa kana kuvharirwa.
Kufandanuka kuvhurika kwezvinhu zvakawanda zvanga zvakavharirwa mukati.

Kana chinhu chafandanuka chinenge chava kuzivikanwa, asi icho changa chakambovandika.

Zvakafanana
-fandyuka
Mamwe mazwi ane F
FDuramazwi
01 / 03fandanura
Kubudisa pachena zvinhu zvakawanda.
VerengaSwipe for the next word