Duramazwi
bvajuka
-bopomeka
Duramazwi
Kubvajuka kubuda panze kwezvinhu zvanga zviri mubutiro.
Kubvajuka kubuda panze kwezvinhu zvanga zviri mubutiro.
Kana chinhu chati pwati chinenge chabvajuka chichibuda zvomukati.
Kubvajuka kubuda panze kwezvinhu zvanga zviri mubutiro.
Kuti fushu kubuda kunoita zviyo musaga kana rabvajuka.
-bopomeka
Duramazwi
01 / 03bvajura
Kubvajura zvinhu zviri mubutiro kukonzera kuti zvibude panze nenzira yokuti zvinogona kumwararika.
VerengaSwipe for the next word