KwaunobvaDuramazwiWwadzura

Duramazwi

wadzura

Zvinoreva

Kuwadzura kubudisa zvinhu zvakawanda zvichirasika kubva mazvanga zvakachengeterwa.

1

Takaiwawadzura nyama yakabikwa pamoto mushoma.

Kuwadzura kubudisa zvinhu zvakawanda zvichirasika kubva mazvanga zvakachengeterwa.

Kuwawadzura kubvarura nyama nemazino kubva pamabondo, zvine simba.

2

Kuwadzura kurova munhu nembama zvakasimba.

Mamwe mazwi ane W

W

Swipe for the next word