KwaunobvaDuramazwiWwainda

1

Kana munhu achiriwainda tepi yeredhiyo, anenge achiidzosera kumashure kuti irirezve kwayamborira.

Kana munhu achiriwainda hwindo remotokari anenge achifambisa chifambiso charo kuti rivharike kana kuvhurika.

Kana munhu achifidha michina yakaita sewachi anenge achitenderedza kawainda kacho, kuti igute igoshanda zvakanaka.

Zvine chekuita

waindi

Mamwe mazwi ane W

W

Duramazwi

01 / 03

waindi

Waindi ndepanomonywa kufidha wachi nekugadzirisa nguva kana yakarasa.

Verenga

Swipe for the next word