Duramazwi
Zvinoreva
Kuti wadzu kubuda kwezvinhu zvakawanda.
1
Kuti wadzu kubuda kwezvinhu zvakawanda.
Kuti wadzu kurova munhu nembama zvakasimba.
Kuti wadzu kudhonza chinhu chichidambuka.
Kuti wadzu kubuda kwezvinhu zvakawanda.
2
Kuti wadzu kudhonza chinhu chichidambuka.
3
Kuti wadzu kurova munhu nembama zvakasimba.
Mamwe mazwi ane W
WDuramazwi
01 / 03wadzuka
Kana mvura kana mbesa zvikawadzuka zvinenge zvabuda pazvinenge zvakachengeterwa, panenge patsemuka kana kubooka.
VerengaSwipe for the next word