KwaunobvaDuramazwiWwadzanisa

Duramazwi

wadzanisa

Zvinoreva

Kuwadzanisa kuita kuti vanhu vawirirane, kunyanya kana vanga vasingawirirane.

1

Mamwe mazwi ane W

W

Duramazwi

01 / 03

wadzanyura

Kana munhu achiwadzanyura zvinhu anenge achizvitaura zvose neizvo zvanga zviri zvemuchivande.

Verenga

Swipe for the next word