Duramazwi
Zvinoreva
Kana vanhu vakawadzana vanenge vakagarisana zvakanaka.
1
Kana vanhu vakawadzana vanenge vakagarisana zvakanaka.
Kutanga handidi kukuona uchiwadzana nenzenza idzodzo.
Kana vanhu vakawadzana vanenge vakagarisana zvakanaka.
Mamwe mazwi ane W
WDuramazwi
01 / 03wadzanisa
Kuwadzanisa kuita kuti vanhu vawirirane, kunyanya kana vanga vasingawirirane.
VerengaSwipe for the next word