KwaunobvaDuramazwiWwadhiropu

Duramazwi

wadhiropu

closet

Zvinoreva

Kabati hombe rekuisira mbatya rekufambisa (wardrobe).

1

Kabati hombe rekuisira mbatya rekufambisa (wardrobe).

Hwadhiropu mudziyo wemumba, unogadzirwa nemapuranga, unohen'erwa kana kupeterwa nhumbi mumba.

Mamwe mazwi ane W

W

Duramazwi

01 / 03

wadi

Kana munhu ari wadi anenge asingarwari, akasimba.

Verenga

Swipe for the next word