KwaunobvaDuramazwiHhwadhiropu

Duramazwi · zita

hwadhiropu

Zvinoreva

Hwadhiropu mudziyo wemumba, unogadzirwa nemapuranga, unohen'erwa kana kupeterwa nhumbi mumba.

1

Mamwe mazwi ane H

H

Duramazwi

01 / 03

hwadigwa

Hwadigwa ruzha runoitwa netsoka dzemunhu anenge achitamba mumhanzi, asi zvichienderana nemumhanzi wacho.

Verenga

Swipe for the next word