Duramazwi · zita
Zvinoreva
Hwada mikonde yesadza inenge yakapakurirwa mundiro imwe zvichibhakwa zvakaturikidzana.
1

Ndakati semu hwada yesadza, ndokuiiswa kwakadaro.
Hwada mikonde yesadza inenge yakapakurirwa mundiro imwe zvichibhakwa zvakaturikidzana.
Hwada ivhu rakaurumbana rinenge rapidigurwa nebadza kana negejo pakurima.
2

Mamwe mazwi ane H
HDuramazwi
01 / 03hwadhiropu
Hwadhiropu mudziyo wemumba, unogadzirwa nemapuranga, unohen'erwa kana kupeterwa nhumbi mumba.
VerengaSwipe for the next word