Duramazwi · zita
hwahwa
beer
Duramazwi · zita
beer
Hwahwa kunwa kunodhaka, kunonwirwa kufara kana kutandara.
Hwahwa kunwa kunodhaka, kunonwirwa kufara kana kutandara.
Munhu akatsiga anozviganhura pakunwa hwahwa.
Hwahwa hwehonye hunozobikwa kana pava kufungidzirwa kuti chitunha chomufi chaputika.
Ihwo hwahwa hwamuri kunwa uhu mambohutenga kupiko?
Duramazwi
01 / 03hwahwa hwehonye
Uhwu hwahwa hunobikwa munhu ava netumazuva afa hunonzi ndehwekupfudza tsoka dzomufi.
VerengaSwipe for the next word