KwaunobvaDuramazwiHhwai

Zvinoreva

Hwai chipfuwo chakapfava, chinofamba chakatsikitsira, chakafanana nembudzi asi icho china makushe akazara muviri wose, uye chisingawanzochemi pachinourawa.

Hwai ibarwe rine shanga dzisati dzakora, dzinobuda mukaka kana ukadzipfanya.

1

Vanhu vazhinji vakamboedza nzira dzakawanda kuti vabate mbavha yainge yopedza mbudzi uye hwai dzavo asi kuti hapana chavakawana.

Hwai dzaiita _chiviriviri_ kutiza chimbwamupengo.

Uhwu ura hwembudzi kana hwai, hunochengeta nhoko dzisati dzaburitswa mudumbu.

2

Hwai ibarwe rine shanga dzisati dzakora, dzinobuda mukaka kana ukadzipfanya.

Vanhu vazhinji vakamboedza nzira dzakawanda kuti vabate mbavha yainge yopedza mbudzi uye hwai dzavo asi kuti hapana chavakawana.

Uhwu ura hwembudzi kana hwai, hunochengeta nhoko dzisati dzaburitswa mudumbu.

Hwai ibarwe rine shanga dzisati dzakora, dzinobuda mukaka kana ukadzipfanya.

Zvakafanana

MUdede · dede · jandu · dzadza

Mwana wa

shere

Mamwe mazwi ane H

H

Duramazwi

01 / 03

hwaira

Kubwaira nemeso (to blink).

Verenga

Swipe for the next word