Duramazwi · zita
Zvinoreva
Uku kufamba kunoita datya richisvetuka-svetuka.
1
Uku kufamba kunoita datya richisvetuka-svetuka.
Gunguo rakaramba kumirira museve rikapona nehwakumukwaku.
2
Uku kushandisa nzira dzakawanda dzokuzviraramisa komunhu anoshaya.
Gunguo rakapona nehwakumukwaku.
Mamwe mazwi ane H
HDuramazwi
01 / 03hwakwani
Zviwanikwa zveruzivo.
VerengaSwipe for the next word