KwaunobvaDuramazwiHhwamanda

Duramazwi · zita

hwamanda

trumpet

Zvinoreva

Hwamanda chiridzwa chenyanga yemhuka dzakaita senhoro, inoboorwa kuti iridzwe, munhu achiita zvokufuridza.

1

Hwamanda chiridzwa chenyanga yemhuka dzakaita senhoro, inoboorwa kuti iridzwe, munhu achiita zvokufuridza.

Paishandiswa chiutsi kana hwamanda hapawanikwi mhinduro asi panhare nenharembozha mhinduro inowanikwa ipapo ipapo iv.

Hwamanda chiridzwa chenyanga yemhuka dzakaita senhoro, inoboorwa kuti iridzwe, munhu achiita zvokufuridza.

Jezi imhando yemutinhimira wemumhanzi wakapfavira, panenge pachiridzwa marimba, magitare, hwamanda nengoma.

Mamwe mazwi ane H

H

Duramazwi

01 / 03

hwamba

Hwamba inzvimbo dzemuviri wemunhu kana mhuka dzisingakurumidzi kunyoroveswa nemvura yekunaya.

Verenga

Swipe for the next word