KwaunobvaDuramazwiHhunda

Zvinoreva

Hunda chiridzwa chinogadzirwa nenyanga, chinonzwika kure kure, chairidzwa kare kudaidza vanhu kudare kwamambo.

1

Hunda inyama yemusana inopiwa sahwira sechiratidzo cheushamwari.

Iri idoro rinenge ragarisa ravhunda.

2

3

4

Zvakafanana

hwamanda

Zvine chekuita

hundwa

Mamwe mazwi ane H

H

Swipe for the next word