KwaunobvaDuramazwiHhundi

Zvinoreva

Hundi marara anosara panenge papurwa serukweza, mapfunde, mhunga kana dzimwewo mbesa,

1

Hundi marara anosara panenge papurwa serukweza, mapfunde, mhunga kana dzimwewo mbesa,

Pane danga pane mombe, pane hundi pagara hurudza.

Vakadyara tsvina vachakohwa hundi muchamupupuri.

Chidhiidhii kutsvara hundi, moyo uri kumakoto.

2

Hundi chirungiso chederera chemvura, inomiminwa kubva mudota raiswa mvura.

Zvakafanana

mutyora

Mamwe mazwi ane H

H

Duramazwi

01 / 03

hundumba

Hundumba isora rinorimwa, rinobva kunyika yelndiya, rinoti rikadyiwa nemombe dzinofa.

Verenga

Swipe for the next word