KwaunobvaDuramazwiMmakoto

Duramazwi · zita

makoto

Zvinoreva

Makoto marara anosara panopurwa rukweza, anogona kuzopurwazve kuti turukweza twunenge twasara twudonhe.

1

Makoto marara anosara panopurwa rukweza, anogona kuzopurwazve kuti turukweza twunenge twasara twudonhe.

Njiva dzinoteta makoto pauriri.

Kutsukuta kubvisa makoto kana marara echirimwa nenzira yokuchipukuta namaoko.

Kuti pepetu kukurumidza kukandira zviyo zviri murusero mudenga kuti marara kana makoto atorwe nemhepo.

Mamwe mazwi ane M

M

Swipe for the next word