Duramazwi02 / 03makukukuMakukuku idutu ravanhu kana mhuka dzakawanda zvinenge zvichifamba pamwe chete zvakanaga divi rimwe.Verenga→
Duramazwi03 / 03makukurwaMakukurwa marara akaita sezvitanda, mauswa kana mashizha zvinenge zvatorwa nemvura inoyerera.Verenga→