KwaunobvaDuramazwiMmakukuku

Duramazwi · zita

makukuku

Zvinoreva

Makukuku idutu ravanhu kana mhuka dzakawanda zvinenge zvichifamba pamwe chete zvakanaga divi rimwe.

1

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

makukurwa

Makukurwa marara akaita sezvitanda, mauswa kana mashizha zvinenge zvatorwa nemvura inoyerera.

Verenga

Swipe for the next word