Duramazwi · zita
makuhwa
gossiping · gossip
Duramazwi · zita
gossiping · gossip
Kana munhu achitaura makuhwa anenge achitaura chokwadi kana manyepo pamusoro pe-
Kana munhu achitaura makuhwa anenge achitaura chokwadi kana manyepo pamusoro pe-
Kugara akangobvunzwa makuhwa zuva nezuva.
Pavanozo vhurwa door pakati peusiku naMai takue pavanenge vapedza makuhwa avo, BaTakue naDebra vanenge vapedza basa hope dzatobata.
Ukaona vanhukadzi vakati rupasa che-e, wobva waziva kuti vari kuita makuhwa.
Duramazwi
01 / 03makukuku
Makukuku idutu ravanhu kana mhuka dzakawanda zvinenge zvichifamba pamwe chete zvakanaga divi rimwe.
VerengaSwipe for the next word