Duramazwi · zita
makukurwa
makukurudzimakutsimatsvanzvi
Duramazwi · zita
Makukurwa marara akaita sezvitanda, mauswa kana mashizha zvinenge zvatorwa nemvura inoyerera.

makukurudzi · makutsi · matsvanzvi
Duramazwi
01 / 03makukute
Makukute munhu anenge anae tsika yokuti chose chaaona dai atora chaita chake.
VerengaSwipe for the next word