Duramazwi · zita
Zvinoreva
Kuita munhu makorokoto kumupembedza pane zvaanenge aita zvakanaka zvekubudirira, zvakaita sekubatsirwa mwana.
1
Kuita munhu makorokoto kumupembedza pane zvaanenge aita zvakanaka zvekubudirira, zvakaita sekubatsirwa mwana.
Kana wawana mhinduro dzakafanana nedziri pazasi ndinoti makorokoto wabaya dede nomukanwa.
Ndinoti makorokoto kwauri nedanho iri.
Makorokoto akadzidza kuti kuda kuziva zvakawandisa pasina kufunga zvinokuvadza.
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03makorwa
Makorwa mukaka wokutanga unobuda kana n'ombe ichangobereka.
VerengaSwipe for the next word