Duramazwi01 / 03makorokotoKuita munhu makorokoto kumupembedza pane zvaanenge aita zvakanaka zvekubudirira, zvakaita sekubatsirwa mwana.Verenga→
Duramazwi03 / 03makotoMakoto marara anosara panopurwa rukweza, anogona kuzopurwazve kuti turukweza twunenge twasara twudonhe.Verenga→