Duramazwi01 / 03korekedzaKana munhu akakorekedza chihuri pagonhi anenge a-pfekera chisimbi kana chitanda muburi kuti gonhi risavhurika nepanze.Verenga→