Duramazwi · zita
korera
cholera
Duramazwi · zita
cholera
nhu changa chichitarisirwa. Zvomuchato womukoma wake zvinenge zvakorera nenyaya yokuterera makuhwa.
Kana ivhu richinzi rakakorera rinenge riine chikafu chakawanda chokukudza mbesa.
Korera chirwere chemanyoka chinogona kuuraya, chinokonzerwa nekudya kana kunwa zvinhu zvine utachiona, chekuti kana munhu akachibata anoburitsa mvura yakawanda mumuviri make. Kana munhu akabatwa nekorera, akasakurumidza kurapwa anofa.
chidzungudza musoro kuratidza kugozha kwenyaya yacho. Musha wese wakanga wakamutarisa, iye achikopoza kuurawa kwakanga kwaitwa mwana nemadusvura.
Chisamaura.
Kukorera kukundikana kana kuti kutadza kuitika kwechi-

Hakuna mombe inokorera pamarekete.

Masese idoro rakabikwa nemumera rakakorera rakasiyana neromumabhodhoro.

Difi rudzi rwehwowa hune mashizha akakorera, hunonaka, uye hune ruvara runotoredzera ivhu.
Madzihwa zvimvura zvakakorera, zvinotabvuka uye zvinocheneruka kana zvaoma, zvinobuda mumhuno.
Kokorera kachitoro kadiki kanotengeswa hwahwa, zvimwewo zvinwiwa, netwokudyiradyira twakasiyana.

Urwu rudzi rwefodya yemumhino inoiswa soda uye yakakorera.
Kukorera kukundikana kana kuti kutadza kuitika kwechi-
Kokorera kachitoro kadiki kanotengeswa hwahwa, zvimwewo zvinwiwa, netwokudyiradyira twakasiyana.
Urwu rudzi rwefodya yemumhino inoiswa soda uye yakakorera.
Bhata kudya kwakakorera kunogadzirwa neruomba rwemukaka, kunozorwa sezvakaita pachingwa kana kuiswa mubota.
-gonera · korera
Duramazwi
01 / 03koresa
Kukoresa kudya chaizvo muchinakidzwa zvenyu.
VerengaSwipe for the next word