Duramazwi01 / 03koriyaKoriya chirwere chinotapudzirwa naamai kumwana achiri mudumbu, chinoita kuti pfungwa dzikanganisike.Verenga→
Duramazwi02 / 03koroKoro imvura inoiswa shuga yonwiwa, inowanzogadzirwa nevana vekubhodhin'i.Verenga→
Duramazwi03 / 03korobhaKukorobha kugeza pasi mumba, pasemende kana pamapuranga uchisevenzesa jira nyoro.Verenga→