Duramazwi
Zvinoreva
Kukoresa kudya chaizvo muchinakidzwa zvenyu.
1
Kukoresa kudya chaizvo muchinakidzwa zvenyu.
Wanyangadza hari yawanga waumba nokunyora mazimutsetse akakoresa.
Kuti fakanya fakanya kufamba kwechipuka kana chimwe chinhu kana chagutisa, kana kuti chakakoresa.
Aya mabota anobviswa mupoto iri kubikirwa sadza kuti azoshandiswa kudiramo kana richinge rakoresa.
Mamwe mazwi ane K
KDuramazwi
01 / 03koridho
corridor
VerengaSwipe for the next word