KwaunobvaDuramazwiKkoro

Duramazwi · zita

koro

Zvinoreva

Koro imvura inoiswa shuga yonwiwa, inowanzogadzirwa nevana vekubhodhin'i.

1

Koro imvura inoiswa shuga yonwiwa, inowanzogadzirwa nevana vekubhodhin'i.

Paakadonha nebhasi-koro, vanhu vose vakabva vati bvu kuseka.

Koro imvura inoiswa shuga yonwiwa, inowanzogadzirwa nevana vekubhodhin'i.

Mamwe mazwi ane K

K

Duramazwi

01 / 03

korobha

Kukorobha kugeza pasi mumba, pasemende kana pamapuranga uchisevenzesa jira nyoro.

Verenga

Swipe for the next word