KwaunobvaDuramazwiPponga

Duramazwi

ponga

Zvinoreva

Kuponga kutadza kubudirira kana kuitika kwechinhu changa chakatarisirwa. Zvekuchata gore rino zvichaponga.

1

Mhoti ndinotodzimbwa nekuponga kwakaita tarisiro dzangu here.

Kana zvichiponga hazvo ngazviponge.

Kuponga kutadza kubudirira kana kuitika kwechinhu changa chakatarisirwa. Zvekuchata gore rino zvichaponga.

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

poni

Poni rudzi rwedhidhi rinorukiswa musoro asi risingazopedziswi kana kupiswa sezvinoitwa mamwe.

Verenga

Swipe for the next word