KwaunobvaDuramazwiPponesa

Duramazwi

ponesa

rescue

Zvinoreva

Kuponesa kuita kuti mumwe munhu abude mumatambudziko. Dai asiri iye akandiponesa nekundizvuva, ndaidai ndakafira mumazirimi emoto aiva andivharira mumba.

1

Kuponesa kuita kuti mumwe munhu abude mumatambudziko. Dai asiri iye akandiponesa nekundizvuva, ndaidai ndakafira mumazirimi emoto aiva andivharira mumba.

Kuponesa kuita kuti munhu anga achirwara apore. Uyu ndiye chiremba akandiponesa uyu.

Kuita mabhindauko kugona kushandisa pfungwa mukuita zvinhu zvinovaka kana kuponesa mhuri.

Muchidimbu chemurume kana mukadzi chinoshandiswa pakubereka nekuponesa mucheche (breast).

2

Kuponesa kuita kuti munhu anga achirwara apore. Uyu ndiye chiremba akandiponesa uyu.

3

Kuponesa kubatsira munhukadzi pakusununguka pamuviri.

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

ponga

Kuponga kutadza kubudirira kana kuitika kwechinhu changa chakatarisirwa. Zvekuchata gore rino zvichaponga.

Verenga

Swipe for the next word