KwaunobvaDuramazwiPpona

Duramazwi

pona

-chira-zvara-batsirwa-sununguka

Zvinoreva

Kupunyuka munjodzi.

1

Kupunyuka munjodzi.

Masuo mushonga unopiwa mudzimai ava kuda kupona kuti apone zvisina ngozi.

Kupona kusununguka mwana mushure mokunge mukadzi ambenge akazvitakura.

Manana kupona kubva munjodzi nepadikidiki uye nenzira inoshamisa.

2

Kupona kubuda mumatambudziko akaita sekurwara kana njodzi.

3

Kupona kusununguka mwana mushure mokunge mukadzi ambenge akazvitakura.

4

Kana munhu anga oziya nenzara akati apona anenge ararama, nzara yapera.

Zvakafanana

-chira · -zvara · -batsirwa · -sununguka

Mamwe mazwi ane P

P

Swipe for the next word