KwaunobvaDuramazwiSsvotoka

Duramazwi

svotoka

-svomoka

Zvinoreva

Kusununguka kana kusvotoka kwechanga chakasungwa.

1

Kusununguka kana kusvotoka kwechanga chakasungwa.

Kana badza kana demo raguka rinenge rasvotoka kubva pamupinyi.

Kusvotoka kutsvedza kunoita chinenge chakabatwa kana kusungwa. Musungo wasvotoka, mhene ikatiza takatarisa.

Kusununguka kana kusvotoka kwechanga chakasungwa.

2

Kusvotoka kutsvedza kunoita chinenge chakabatwa kana kusungwa. Musungo wasvotoka, mhene ikatiza takatarisa.

3

Kusvotoka kukuvara uchiita zvokubva ganda.

4

Kana munhu achinzi asvotoka anenge atiza kubva pavanhu vanga vakamubata. Musungwa akasvotoka mukoti vanhu vakasara vachingodzungudza misoro.

Zvakafanana

-svomoka

Mamwe mazwi ane S

S

Duramazwi

01 / 03

svotora

Kusvotora kukuvadza munhu kana chimwe chinhu zvokutobvisa ganda.

Verenga

Swipe for the next word