Duramazwi
svota
bleeding
Duramazwi
bleeding
Kana chokudya chichisvota chinenge chichikonzera kuti unzwe kuda kurutsa kana kudyunguruka mwoyo.
Kana chokudya chichisvota chinenge chichikonzera kuti unzwe kuda kurutsa kana kudyunguruka mwoyo.
Ini munhu anoda kungoramba ave kungoda kumanikidzira paari kuona kuti handichadiwa anondisvota zvisingaite.
Kana kuchinzi mashoko ari kuvava anenge ari mashoko anosvota vanenge vachianzwa.
Uyu munhu anoti akafarisa anotanga kuita zvinhu zvinosvota vaanenge ainavo.
Chinhu chinosvota ndechinoshatirisa, chisingafarirwi nevanhu. Mashoko omukomana uyu anosvota.
-svonga · -dzungura · -ungaza · -dhinha · -sembura · bhowa
Duramazwi
01 / 03svotesa
Kusvotesa kuita kana kutaura zvokutsamwisa nokukaurisa vamwe. Rowesai aisvotesa Pure, achimuti kumba kwavo vanodya sadza namapete.
VerengaSwipe for the next word