Duramazwi · zita
svoto
nausea
Duramazwi · zita
nausea
Kuti svoto kusvuura gavi.
Svoto kupisa kunoita mwoyo, kana kusagadzikana kwenyoka dzomudumbu.
Svoto mutambo wetsoro unotambwa nevakuru zvese nevana.
Kana munhu akakanuka achiti, "_Svoto_!", anenge achida kusvotesa kana kugumbura waane-nge achitaura naye. Ndamubvunza kuti aroverei mwana wangu, iye akati, "_Svoto_!".
Kuti svoto kusvuura gavi.
Kuminyura kutaura zvinhu zvisinganzwikwi, kana zvine svoto kune vakateerera.
Svoto kupisa kunoita mwoyo, kana kusagadzikana kwenyoka dzomudumbu.
Munhu ane svoto anenge ane maitiro okutaura mashoko anogumbura kana kufemba kana kurwadzisa mumwe.
Kuti svoto kubva kweganda romunhu anenge atsva.

Shaisano maitiro esvoto, okuti kana ukasawana zvaunoda, haudi kuti umwe munhu ave nazvo.
Duramazwi
01 / 03svotoka
Kusununguka kana kusvotoka kwechanga chakasungwa.
VerengaSwipe for the next word