KwaunobvaDuramazwiSsvosvwa

Duramazwi · zita

svosvwa

Zvinoreva

Kuve neuso hunotya kana hutsve panyama.

1

Kuve neuso hunotya kana hutsve panyama.

Takaita rushoka ndibereke tichitiza mago akanga asvosvwa naMunya.

Kana nyaya ichinzi masvosvwa inenge ichangotanga uye ichizotarisirwa kuoma zvakanyanya.

Kana munhu achinzi zvaari kuita masvosvwa, anenge achiita zvinhu zviri pasi pasi pezvinotarisirwa.

Mamwe mazwi ane S

S

Swipe for the next word